Mhindu
Mataridziko
Mhindu (versatility, ability to change plans, alternative) zvinotaura munhu anokwanisa kushandura zvirongwa kana pfungwa kubva pane chimwe kuenda pane chimwe asingarambe akati nanga-nanga nechimwechete kana namafungiro mamwe. Vamwe vatauri vanoti munhu ane mabhindauko.