Mhindi
Mhindi (chiratidzo (M), kureva short space of time - uye ndiro rinoreva kuti second muChishona) iyuniti yekupima nguva pfupi paChingezi chiratidzo chinoti S sokuti shoko rokuti Sekondi (rinoshandiswa wo seChishongrish). Pachishona chiratidzo chavo chinenge chiri M sokutodza shoko rokuti Mhindi.
Mamwe mashoko anoti kamukowoko, uye kamukowo kana chinguva. Iro shoko rokuti "chinguva" rinowanzo shandiswa pakutaura pamazuva ose seshoko rokuti "sekondi" kureva wo nguva pfupi kwete kureva mhindi chaidzo asi kureva se-metaforo, senge kuti "handimbotore chinguva chakareba."