Mhene
- Mhene (Steenbuck)
- Mhene (rich person) kureva munhu mupfumi.
- Nyika Mhene (Open plain) kureva nyika isina miti asi ine huswa.
Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]
- Tasimba akaona mhene imire pamhene.
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |