Mudzivisi

Kubva Wikipedia

Mudzivisi (opponent, adversary) munhu anoda kuvhiringa kana kutadzisa zvirongwa zvako achida kuti zvisabudirira kazhinji ari munhu ane ruvengo newe. Munhau dzezvematongerwo enyika kunotaurwa pamusoro pamapato anopikisa - asi aya mapato haasiri mapato anodzivisa kwete nokuti bato rinopikisa riripo kureverera zvido zvevanhu vanoritsigira, kwete kudzivisa chero nezvirongwa zvakarurama.

Chitendero[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

KuchiKristu Satani mudzivisi anovavarira kudzivisa vanhu kusvika pakubwinya kwaMwari.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Barotse vanoti mbilinganya (v.t. to put in disorder, to mix up (cattle) kureva kuvhiringa.
  • Barotse vanoti -mbilinganyisa v.t. cause to put in disorder; cause to mix up (cattle) kureva kuvhiringisa.