Mbunda sezita
Mbunda izita remhuri rinowanikwa muTanzania, Malawi, neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Paula Mbunda; Salome Mbunda; Gerrad Mbunda; Kesia Mbunda.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mbukushu inoti mbunda (n. North) kureva maodzanyemba.