Mbari sezita

Kubva Wikipedia

Mbari izita remhuri kuKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Samuel Mbari; Mike Mbari; Frederick Mbari

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTonga vanoti mumbadi (by the side) kureva parutivi. Mamwe mazwi kumbadi (to the side) kureva kurutivi. embadi (at the side) kureva padivi.
  • VaGungu vanoti lubbaali kana mbaali (n. rock) kureva dombo.
  • VaGungu vanoti lubbali kana mbali (n. head injury; concussion on the head).