Mbalu sezita

Kubva Wikipedia

Mbalu izita remhuri rinowanikwa muTanzania neSierra Leone.

  • Vanhu vane zita iri: Mwana Mbalu; Mbalu Bangura; Mbalu John; Mbalu Gbla.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lubwisi vanoti lubalu, mbalu (n. Rib, ribs) kureva mbabvu.
  • Kinande inoti mbalu (n. road, wide path; path).
  • Nyanja inoti mbalu (splitting; tendency to split; brittleness).