Mazwi Ane Chiito neNguva

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chakabatanaidza mazwi ane chiito nenguva.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ngatiti tiri kuda kutaura kuti munapota muchiuya kuzoona Amai? Tingati here - Munapotouya kuzoona Amai?

Kuumba Mazwi Matsva[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ngatiti tiri kuda kuturikira chinonzi photosynthesis kuEnglish? Chiitiko ichi chinopanga (puts together) mvura, carbon dioxide, chiedza nemaminerals zvichigadzira organic compounds dzine eneji yakawanda. Zvakakosha kuti chiedza chezuva chivepo kuti photosynthesis ichiita. Chiedza chezuva chinonzi mushana kuChiShona. Saka tingati kushanopanga kana mushanopanga ndiko kuturikirwa kwezwi rokuti photosynthesis.