Mawunga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mawunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti wungu (ideophone. 1. of enticement, distraction, luring, carrying away; 2. of clearing away, removing; of sweeping clear, blowing away).
  • MaZulu vanoti wunguka (Get carried away, enticed, influenced). Sokuti: Wena uwunguka kalula (You are very easily influenced).
  • MaZulu vanoti iliwungo kana amawungo (Enticement, distraction; mystification; hypnotizing power).
  • MaZulu vanoti umwungo kana imiwungo (Enticement, luring).
  • MaZulu vanoti wungula kana imiwungo (Entice, lure; Remove, clear away; sweep away, blow away).

Mazita Ari Pedyo[chinja | edit source]