Mavetera

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mavetera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaHerero vanoti vetera (distribute by lot; cast the lot).
  • VaHerero vanoti veta (shoot; thrust as with a pointed weapon, pierce as the rays of the sun).
  • VaHerero vanoti veta (sting as a scorpion; bite or sting of insects).