Maveke sezita
Mataridziko
Maveke izita remhuri rinowanikwa muKenya.
- Vanhu vane zita iri: Angeline Maveke; Savano Maveke; Lucia Maveke; Matthew Maveke.
- Mazwi ari pedyo: Maveka sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mbugwe inoti veka (n. to put) kureva kutsveta pasi. Ndebele inoti beka (to put).