N'wadhi ra Kubuda

Kubva Wikipedia
<<<< Mavambo >>>> Varevhi

N'wadhi ra Kubuda kana Ekisodho (kureva Leviticus - kubva kuChigiriki Chekare: Ἔξοδος, Éxodos; Chihebheru: שְׁמוֹת Šəmōṯ, "Mazita") in'wadhi ripiri remubhaibheri. Rinoundura nyaya ye Kubuda kwe Vaisiraeri kubva kuhuranda muGipita yemuBhaibheri nekuda kwesimba ra Mwari, akavasarura sevanhu vake. Vaisiraeri vanofamba nesvikiro yavo Mhoze kuenda kuGomo re Sinai, ukokwavakapuhwa Mitemo Gumi naMwari uye vakapinda muchitenderano naMwari akavavimbisa kuti avaita "dhidhizha dzvene, uye umambo we vafundisi" zvichienderana ne kugondeka kwavo. Akavapa mitemo uye mirairo yekuvaka tebhenakoro, nzira yavaizoshandisa kuuya kubva kudenga achigara pakati pavo uye achivatungamiri muhondo tsvene kunovavene veKenaani "Nyika Yakaivmbiswa", yakange yakavimbiswa Abarahama zvichienderana ne n'wadhi ra Mavambo.

Mhando dzemabhaibheri echishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • SCLB - Bhaibheri Idzva rechiShona
  • BDSC - Bhaibheri Dzvene MuChishona Chanhasi
  • SNA2002 - Shona Bible 1949, revised 2002
  • SUB1949 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari (Doke)

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]