Svetuka kuchirochemo

Mataruka sezita

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMataruka)

Mataruka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaBemba vanoti taluka (v. avoid; to be distant). Mamwe mazwi: talusha (distance).
  • Mambwe vanoti -talusya (move off; take away; separate, cause to go away). Mamwe mazwi: -talukanya (separate, place at a distance from 1 another).
  • VaMambwe vanoti -talukana (to keep clear of one another, to be at a distance from one another).
  • Lozi vanoti -taluhanya (v. distinguish; separate; classify; explain; expound). Mamwe mazwi: taluhanyo (n. distinction; classification).
  • VaGungu vanoti mu̱taaru̱u̱ki (n. n. wanderer, vagrant, vagabond). Mamwe mazwi: kutaaruuka (v. wander, walk slowly here & there without purpose or direction) kureva kudzengerera.