Masanga sezita
Masanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Chiedza Masanga; Kudzai Masanga; Simon Masanga; Precious Masanga.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.