Marikano

Kubva Wikipedia

Marikano izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Sandra Marikano; Oripa Marikano; Patricia Marikano.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti kulika (v. to be equal in size - of two things or persons) kureva kuenzana.
  • VaZigula vanoti kumalika (v. to be equal in size - a quantity; equal in age) kureva kuenzana.