Mariga sezita

Kubva Wikipedia

Mariga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ashington Mariga, Jeffrey Mariga.
  • Kuriga (to fell) zvinoreva kuwisa china chakamira - sokuti kuriga muti.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Gikuyu vanoti rika kana marika (n. generation; same age; contemporary).
  • VaDigo neVaMbugwe vanoti rika (n. agemate; age-set) munhu wezera rimwe.
  • Giryama vanoti marika (circumcision cycles). Giryama vanoti rika kana marika (of the same age).
  • Zigula vanoti lika kana malika (n. youth; generations). Gusilay vanoti ériga (n. caïman) kureva mhando yegarwe.
  • VaGungu vanoti maliga (n. tears). Mamwe mazwi: kuliga (n. v. decorate; paint or draw, adorn). Batswana vanoti mariga (winter).
  • Zigula inoti kulika (to be equal in size - 2 things or persons). Mamwe mazwi: kumalika (be equal in size - a quantity; to be alike in age or height).