Mapungwana

Kubva Wikipedia

Mapungwana izita rerudzi rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Kenneth Mapungwana, Samuel Mapungwana, Stanley, Jaebesy, Gilbert, Lucky, Caiphas and Matilda Mapungwana.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti umaphungwana (n. Tree of the Croton species).