Maorera sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Maorera kana Maworera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Maorera (Humble person - does not answer back).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKabwa vanoti -horeera (be quiet, be calm) kureva munhu akaterama asingatauri kunyanya.
  • VaZigula vanoti kuhola (be gentle; be humble) kureva kuita chinyai kana kuzvininipisa.
  • VaWanga vanoti omuholo (humble, quiet, or reserved person) kureva munhu akazvininipisa.