Maorera sezita
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMaoera sezita)
Maorera kana Maworera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Munashe Maorera; Josphat Maorera; Fortunate Maorera; Persistance Maorera.
- Maorera (Humble person - does not answer back).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti kuolela (v. smile) kureva kunyemwerera.
- VaKabwa vanoti -horeera (be quiet, be calm) kureva munhu akaterama asingatauri kunyanya.
- VaZigula vanoti kuhola (be gentle; be humble) kureva kuita chinyai kana kuzvininipisa.
- VaWanga vanoti omuholo (humble, quiet, or reserved person) kureva munhu akazvininipisa.
- Kikuyu inoti kohorera (v. to be meek) kuva munyoro. Mamwe mazwi: ohoreri (n. meekness).