Manyani sezita
Manyani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Albert Manyani; Precious Manyani; Kudakwashe Manyani; Idah Manyani.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaShambala, VaZigula neVaNguu vanoti manyani (n. baboons) vachireva makudo.
- VaNyakyusa vanoti m-manyaani kana ba-manyaani (friend) vachireva shamwari.
- VaNyakyusa vanoti bu-manyaani (friendship) vachireva hushamwari. Mamwe mazwi: manya (know) vachireva kuziva.
- VaZigula vanoti nyani kana manyani (n. ape).