Manondanhoka
Jump to navigation
Jump to search
Manondanhoka (cations) manonda ane chaji nharadada anokwezverwa kugumbunhoka rine chaji hwaradada rinonzi gonga hwaradada - negative pole.
Mamwe Mazwi[chinja | edit source]
- Manondanhuka (anions) ane chaji hwaradada anokwezverwa kugumbunhuka rine chai daradada rinonzi gonga nharadada - positive pole.
- Gumbunhuka ndiro gumbugetsi rinonzi anode kuEnglish.
- Gumbunhoka ndiro gumbugetsi rinonzi cathode kuEnglish.
- Fungonhuka kana funganhuka (anolyte) apa kureva shurushuru inowanikwa kudivi regumbunhuka. Fananidzai nekuduka kwezuva (sunrise).
- Fungonhoka kana funganhoka (catholyte) apa kureva shurushuru inowanikwa kudivi regumbunhoka. Fananidzai nekudoka kwezuva (sunset).