Manjenje sezita
Mataridziko
Manjenje izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Sezilda Manjenje; Marizeth Manjenje; Chipo Manjenje; Vimbai Manjenje.
- njenje (ideo for being equal) inyaudzosingwi inoreva kuenzana.
- Mazwi ari pedyo: Kanjenje sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Chewa inoti manjenje (palsy, trembling of the limb).