Mangwanda sezita
Mataridziko
Mangwanda izita rinowanikwa muZambia, neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Kumbirayi Mangwanda; Simplisio Mangwanda; Tamara Mangwanda; Nigel Mangwanda.
- Mazwi ari pedyo: Chingwanda sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.