Mangoma sezita

Kubva Wikipedia

Mangoma izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tatenda Mangoma; Maita Mangoma; Runyararo Mangoma.
  • Mazwi ari pedyo: Chingoma sezita, ngoma.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo vanoti kingoma (n. drummer) kureva muzvina-ngoma.
  • Thimbukushu vanoti ngóma (n. snuff box; tobacco tin) kureva chikasha chefodya.