Svetuka kuchirochemo

Chingoma sezita

Kubva Wikipedia

Chingoma izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tinashe Chingoma; Tsitsi Chingoma; Salatiel Chingoma.
  • Mazwi ari pedyo: Mangoma sezita, ngoma.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo vanoti kingoma (n. drummer) kureva muzvina-ngoma.