Makwito sezita

Kubva Wikipedia

Makwito izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: John Makwito; Ulemu Makwito; Trevor Makwito; Lawrance Makwito.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaita vanoti kukwita (v. to attack, to beat, strike, thrash) kureva kurwisa. Mamwe mazwi: kukwita mai (v. to clap hands) kuwombera mawoko.
  • VaTaita vanoti u-mkwite (v. you beat him) kureva mamurwisa. Mamwe mazwi: kukwita (v. to shoot a gun) kuridza pfuti.
  • VaTaita vanoti kukwita mruki (v. to scent). Mamwe mazwi: kukwita (v. to baiter).