Makwata sezita

Kubva Wikipedia

Makwata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Moses Makwata; Ruth Makwata; Ranga Makwata; Harun Makwata.
  • Gwata kana Makwata (1. Hopper of migratory locust, 2. Big group).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaabwa vanoti kukwata (v. to take, to seize; have in possession).