Makwanya sezita

Kubva Wikipedia

Makwanya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti khwanya kana khotoza (n. Glean, pick up remnants from harvesting) vachireva kukotodza?.
  • MaZulu vanoti umkhwanyo kana imikhwanyo pakuwanda (n. Gleanings, remnants picked up after harvesting) vachireva makoto.