Makuza sezita

Kubva Wikipedia

Makuza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neRwanda.

  • Vanhu vane zita iri: Loth Makuza; Tichaona Makuza; Stanley Makuza; James Makuza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.