Svetuka kuchirochemo

Makuvire

Kubva Wikipedia

Makuvire izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • kuva (ideophone for sound made when person jumps into water or lake) inyaudzosingwi inodudza ruzha runoitika kana munhu ajambira mumvura.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyoro vanoti -kuba kana -kubire (to fold up). Mamwe mazwi: okwekubakuba (to become entangled).
  • Mang'anja vanoti kubira (v. to dive; to plunge). Mamwe mazwi: Muntu wabira apo (he dived there).