Makunga sezita

Kubva Wikipedia

Makunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Botswana, Zambia neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Ntebo Makunga, Tozama Makunga; Clive Makunga Makhado.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kinande vanoti emikungire (n. way of correcting) mutowo wekunhadzira.