Makundi sezita
Makundi izita remhuri rinowanikwa muTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Elizabeth Makundi; Sophia Makundi; Cecilia Makundi; Andrew Makundi .
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Maconde inoti likundi kana makundi pakuwanda (n. crowd, company, group) kureva boka. Fananidzai nokuti gundamusaira.
- Maconde inoti likuwa kana makuwa pakuwanda (n. crowd, company, group) kureva boka.