Makumborenga sezita
Makumborenga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Zita iri rinokwanisa kunge richireva makumbo akaregedzera kana asina simba, anoita seakarembera pane chimwe chinhu.
- Vanhu vane zita iri: Tongai Makumborenga; Pastor Fanwell Makumborenga; Panashe Makumborenga; Sharai Makumborenga.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.