Svetuka kuchirochemo

Makove sezita

Kubva Wikipedia

Makove izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Japheth Makove, Panashe Makove, Abednego Makove.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Sesotho inoti likhobe kureva mutakura.
  • VaMaconde vanoti ikove (n. cabbage).
  • VaZigula vanoti kove kana makove (n. clam - a marine bivalve mollusk with shells of equal size.).