Mutakura

Kubva Wikipedia

Mutakura (maize and beans cooked together) zvinoreva chidyo chinobikwa chibage nenyemba kana bhinzi zvakasanganiswa.

Rupiza (mash of beans) apa kureva nyemba dzakabikwa dzopwanyiwa kuita senhopi.