Makonga sezita
Mataridziko
Makonga izita revanhu rinowanikwa muZambia, South Africa neDemocratic Republic of the Congo.
- Vanhu vane zita iri: Fernado Makonga; Christelle Makonga; Ezra Makonga; Makonga Kafilengule.
- Mazwi ari pedyo: magonga, Konga, Magonga, Chikonge, Makonge.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.