Makomo e Urawu
Mataridziko
Makomo e Urawu (Rha: Ура́льские го́ры, Uralskiye gory; Chibhashikiri: Урал тауҙары) kana kungoti Maurawu, marhenji emakomo anomhanya kufungidzirwa kubva kumaodzanyemba kuenda kuchamhembe kwe Rhashiya ye madokero, kubva kugombe (kureva kosti) reGungwa re Akitiki kusvika kurwizi Urawu uye kumaodzanyembaemadokeri e Kazakhistani. Rhenji re gomo rinoumba chikamu che muganhu wemurizvino uripakati pemarhijoni e Yuropu ne Ezhiya. Chitsuwa che Vhayigachi ne zvitsuwa zve Novhaya Zemuyaya zvinoumba enderero ye cheni ye maodzanyemba kupinda muGungwa re Akitiki.
Mlaya ku Muyaya
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pachishona zita rokuti Mlambo rinowanikwa se Muyambo, kunze kwe muChindau. Saka zemlaya ririkunzi zemuyaya.
Mipanguro:
- Makomo e Urawu
- Mandundu e Makomo eRhashiya
- Mandundu e Makomo eKazakhistani
- Maumbachisi e Sibheriya
- Maumbachisi eArikhangeuski Obhulasti
- Maumbachisi e Bhashikoritostani
- Maumbachisi e Cheuyabhiniski Obhulasti
- Maumbachisi e Rudhende rwe Komi
- Maumbachisi e Tyumeni Obhulasti
- Rhijoni ye Aketobhe
- Novhaya Zemuyaya
- Ruambachisi rwe Rhashiya
- Mandundu e Makomo eEzhiya
- Mandundu e Makomo eYuropu
- Nhoroondo ye Urawu