Gungwa re Akitiki

From Wikipedia
(Redirected from Gungwa reAkitiki)
Jump to navigation Jump to search

Tarisai futi peji re Gungwa

Gungwa reAkitiki pa mepu ye pasirose

Gungwa re Akitiki (kureva Arctic Ocean) ndiro gungwa ridiki uye risina kudzama zvakanyanya pakati pemagungwa ese mashanu e pasirose. Rinofukidza chiso chepasirose chinosvika 14,060,000 km2 (5,430,000 sq mi) uye rinozivikanwa se gungwa rinotonhoresa pakati pemagungwa ese.

Tarisai futi:[chinja | edit source]