Chitsuwa che Vhayigachi
Mataridziko
Chitsuwa che Vhayigachi (Rha: Вайга́ч, Vajgač; Chinenetsi: Вай Хабць, Vai Habcj’) chituswa chiri muBhahari re Akitiki pakati pe Bhahari re Pechora uye Bhahari re Kara.
Chitsuwa che Vhayigachi chakapatsanurwa ne Peninzura ye Yugoriski (Yugorsky) mugurunyika ne Rumaniko rwe Yugoriski uye kubva kuNovhaya Zemuyaya (Zemlaya) ne Rumaniko rwe Kara. Chitsuwa ichi chikamu che Vupangamene weOkurugi yeNenetsi ye Akhengirozi Obhulasti, Rhashiya.
- Ruwa: 3,383 skweya makiromita (1,306 sk mi)
- Hurefu: ~ 100 makiromita (62 mi)
- Hudzamu: kusvika 45 makiromita (28 mi)
- Hujoto huavhareji: −20 °C (−4 °F) (Kukadzi), 5 °C (41 °F) (Chikumi)
- Poyindi irikumusoro: 170 mamita (560 ms)
Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- rumaniko - kureva strait - kubva pashoko rokuti kumanikidza ngekuti strait inzira isina kufaruka inoda kakumanikidza. Kana pane shoko reChishona rinotsanangura rumaniko, ngariiswe pamusoro peiri.
- rupangamene - autonomy
- vupangamene - autonomous