Makasa sezita

Kubva Wikipedia

Makasa izita revanhu rinowanikwa kuZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Makasa Mwenya; Marvel Makasa; Promise Makasa; Makasa Mwila.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaBemba vanoti lukasa kana makasa (n. foot) kureva tsoka. Mamwe mazwi: makasa (n. footprint) kureva tsoka
  • Lunda vanoti chikasa kana makasa pakuwanda (n. hand) kureva ruwoko.