Makarichi

Kubva Wikipedia

Makarichi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Admire Makarichi; Solomon Makarichi; Luke Makarichi; Tawanda Makarichi.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti ‘Diisi ofisi ‘karichi (n. town-clerk).