Makanda sezita

Kubva Wikipedia

Makanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Central African Republic neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Koshesai Makanda; Eric Makanda; Kudzani Makanda; Hendrik Makanda.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kimbundu vanoti ekanda (n. Nation, country, folk, commonwealth).