Majome

Kubva Wikipedia

Majome izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Makomborero Majome; Donald Majome; Madeline Majome; Jessie Majome.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kabwa vanoti -joma (be pleasing; be good) kureva kufadza. Mamwe mazwi: -jomererwa (be happy about something) kureva kufarira chimwe chinhu.
  • VaKabwa vanoti -jomerwa (be happy, be happy about something) kureva kuva nemufaro kufarira chimwe chinhu.
  • VaDanal vanoti joome (v. 1. to edge; 2. to silence). Fananidzai nokuti Majome?
  • Danal vanoti joomise (v. show yourself, take out your gongs - be proud).