Mahuto

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mahuto; Mawuto kana Mauto izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaHerero vanoti e-uto (n. foundation). Omauto (Foundations).
  • VaHerero vanoti uta (begin; found; invent; initiate; undertake; originate; commence anything).
  • VaHerero vanoti omuute kana omuzike (founder; beginner; former - one who formed).
  • VaHerero vanoti oku-riuta (originality).
  • VaHerero vanoti e-uta, e-uza, omu-zo kana oru-tenga (beginning, origin).
  • VaWanga vanoti liuto (ostrich) vachireva shiri yemhou.
  • VaYao vanoti liuto (n. place or room) vachireva nzvimbo kana rhumu.
  • VaLenje vanoti wuwuto (goodness) vachireva kunaka.