Mahusekwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mahusekwa inzvimbo yemabhizimisi iri mudunhu rinonzi Chihota, kuMarondera. Pedyo neMahusekwa pane chikoro chedzidzo yepamusoro chinonzi Musemburi High School. PaMahusekwa pari kuvakwa chipatara chikuru nemaChina. Kuti munhu asvikeko anoenda nemugwagwa unonzi Simon Mazorodze, odarika rukova runonzi Manyame. Angoti fambei makiromita anenge maviri, anoenda kuruboshwe, kusvika asvika paLandos. Anotora mugwagwa unoenda kuruboshwe zvakare inokusvitsa kuMahusekwa. Paddie Zvichauya