Magwambu sezita

Kubva Wikipedia

Magwambu izita rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.

  • Vanu vane zita iri: Virginia Magwambu; Mecy Magwambu; Claudias Magwambu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Maconde inoti ligwambu kana magwambu pakuwanda (n. banana bark) kureva gwati remubanana.