Mafungu sezita

Kubva Wikipedia

Mafungu izita rinowanikwa muCongo Kinshasa.

  • Vanu vane zita iri: Doriana Mafungu; Gisele Mafungu; Caroline Mafungu; Deborah Mafungu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Maconde inoti lifungu kana mafungu (n. bundle, bunch) kureva tsumbu.