Svetuka kuchirochemo

Machote

Kubva Wikipedia

Machote izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Rosemary Machote; Ruramayi Machote; Kafrina Machote; Faustino Machote.
  • Kune nyaudzosingwi yokuti chote (ideo of Speaking inconsequentially).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Noni vanoti koote (n. general term for all species of beans whether black, red, white) kureva bhinzi.
  • Noni vanoti ketaale (n. platform made of bamboo for drying crops) kureva dara kana chitara. Izwi iri raiswa kuti ticherechedze madudzirwo.
  • Noni vanoti ketaaŋ ke naʼ le (n. cattle pen or paddock) kureva danga remombe.