Mabongo sezita

Kubva Wikipedia

Mabongo izita rinowanikwa munyika yeSouth Africa neCongo Kinshasa.

  • Vanu vane zita iri: Tebogo Mabongo; Mabongo Mashasha; Heloise Mabongo; Matildah Mabongo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Maconde inoti libongo kana mabongo (n. fetus) kureva mwana ari mudumbu.