Mabeka

Kubva Wikipedia

Mabeka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ilibeka kana amabeka (Child who resembles the mother's family) - mwana akafanana nemhuri yekwaMai. Mamwe mazwi: amabeka (One of the mother's family) vanhu wemhuri yekwaMai.
  • MaZulu vanoti Umntwana walandela amabeka (The child followed his mother's family) vachireva mwana akatodza mhuri yekwaMai.
  • MaZulu vanoti inkomo yamabeka (a beast of the lobolo cattle).
  • MaZulu vanoti ilibeka kana amabeka (Quiet, mild, even-tempered person or animal).